Duramazwi01 / 03musekesaMusekesa muti une mashizha makuru ari muzvipande zviviri, unoita vana vakareba vanoomarara kana vaibva uye vanopihwa mombe.Verenga→
Duramazwi02 / 03musemwiMusemwi munhu asingafarirwi neruzhinji uye anowan-nzonge ari oga pose pose.Verenga→
Duramazwi03 / 03musenaMusena rudzi rweshavi rinosvikira dzimwe n'anga, rinoita kuti kana rasvika, dzidye mazai mambishi nemupunga mumbishi.Verenga→