Duramazwi · zita
Zvinoreva
Musena rudzi rweshavi rinosvikira dzimwe n'anga, rinoita kuti kana rasvika, dzidye mazai mambishi nemupunga mumbishi.
MuSena mumwe wevanhu vakabva kuMozambiki ndokupinda munzvimbo dziri nechokumabvazuva kwenyika yeZimbabwe.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musendo
Pakuveza musendo kamuchina kanoita kuti chivezwa chitsvedzerere.
VerengaSwipe for the next word