KwaunobvaDuramazwiHhonzeri

Zvinoreva

Kana munhu akanzi ndiye honzeri ndiye anenge afurira vamwe kuti vaite zvakaipa.

1

Kana munhu akanzi ndiye honzeri ndiye anenge afurira vamwe kuti vaite zvakaipa.

Honzeri yezvakaipa ndiDhiyabhorosi.

Worse vachitove ivo honzeri kwaive kusingatosvikike zvachose nekuti vaisazobvako vari vapenyu.

2

Honzeri chinhu chinoita kuti zvinhu, kazhinji zvakaipa, zviitike.

Zvakafanana

sakiso · honza

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

honzwa

Honzwa ihari yedoro inopiwa vanhu vari kuita basa kuti vawane rimwe simba.

Verenga

Swipe for the next word