Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mubvinazvo munhu anenge akatanga chimwe chinhu chinenge chazosvitsa vanhu mumatambudziko kana mumafaro.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mubvukutwa
Mubvukutwa chirimwa chakaita sorukweza chinokushwa muchirimo kuti chizomera panouya mvura yokutanga.
VerengaSwipe for the next word