Duramazwi · zita
mubvunzo
doubt · query · question · unquestioned · question; inquiry · nquiry
Duramazwi · zita
doubt · query · question · unquestioned · question; inquiry · nquiry
Mubvunzo mazwi anotaurwa nemunhu anenge ane zvaanoda kuziva, achida kupihwa mhinduro.
Mubvunzo mazwi anotaurwa nemunhu anenge ane zvaanoda kuziva, achida kupihwa mhinduro.
Ndakazvibvunza mubvunzo uyu but mhinduro ndiyo yandakashaya.
Mubvunzo wangu wekutanga ndiwo wekuti" maiguru vaive vaziva sei kuti mama vari kurwara ndokutopinda munzira nemufundisi wavo kuuya kumusha?.
Usadzokorora kunyora mubvunzo, rangarira kuti chinodiwa imhinduro yako chete.
chirevo chekubvunza
Duramazwi
01 / 03mubvunzonhando
Uyu mubvunzo waunobvunza usingatarisiri kupindurwa, kazhinji uchinge washungurudzika kana kutambura zvikuru.
VerengaSwipe for the next word