Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mubvukutwa chirimwa chakaita sorukweza chinokushwa muchirimo kuti chizomera panouya mvura yokutanga.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mubvumbi
Mubvumbi imvura nhete inenge yakawanda, inonaya kwenguva refu isina kumbovara.
VerengaSwipe for the next word