Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu mubvunzo waunobvunza usingatarisiri kupindurwa, kazhinji uchinge washungurudzika kana kutambura zvikuru.
1
Uyu mubvunzo waunobvunza usingatarisiri kupindurwa, kazhinji uchinge washungurudzika kana kutambura zvikuru.
Muno mumba ndingori ndega asi handina mari. Asi kuti ndiregere zvokunwa doro?
Kubvunza nyama makushe uchiaona kuita mubvunzonhando pazvinhu zvaunenge uchinyatsoziva.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mubvuo
Mubvuo kudzokorora kusakura mumunda makambosakurwa kare.
VerengaSwipe for the next word