KwaunobvaDuramazwiMmubvumbi

Zvinoreva

Mubvumbi imvura nhete inenge yakawanda, inonaya kwenguva refu isina kumbovara.

1

Manakira kure mvura yemubvumbi.

Mvura yomubvumbi inonaya ichiti chachacha usiku hwose.

Zvakafanana

bvunhapfunha

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word