Tsumo · Uchenjeri
Manakira kure mvura yemubvumbi.
Zvinorehwa
Chinhu chinotaridzika chakanaka uchichiona uri kure, asi paunosvika pedyo unoona kuti hachina kunaka sezvawaifunga.
What it means
Something can look pleasant from a distance, the way a light drizzle does, only to disappoint once you are close enough to feel it properly.
Word for word
It looks fine from afar, like drizzle rain.