KwaunobvaDuramazwiMmubvuwira

Zvinoreva

Mubvuwira mumera unoiswa mudoro rinenge rapiswa kuti rivire rigozosanganiswa nemasvusvu.

1

Mubvuwira mumera unoiswa mudoro rinenge rapiswa kuti rivire rigozosanganiswa nemasvusvu.

Makandirwa imhanga yedoro yapiswa ikaiswa mubvuwira, yamirira kuvira kuti ichizodirwa.

Mubvuwira mumera unoiswa mudoro rinenge rapiswa kuti rivire rigozosanganiswa nemasvusvu.

Mapiswa imhanga yamavambwa edoro yavidzwa nomoto, kuti ichizoiswa mubvuwira yozosanganiswa namasvusvu kana yavira.

Zvakafanana

mupumho

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muchacha

Mumutambo wenhabvu, muchacha ibhora rinenge rarohwa zvakasimba richienda kure, uye risingakwiri mudenga.

Verenga

Swipe for the next word