KwaunobvaDuramazwiMmuchacha

Duramazwi · zita

muchacha

baramugake

Zvinoreva

Mumutambo wenhabvu, muchacha ibhora rinenge rarohwa zvakasimba richienda kure, uye risingakwiri mudenga.

Muchacha chirimwa chinotanda, chakafanana nomukaka chine mashizha anogona kubikwa kuita muriwo.

1

Pakapinzwa muchacha pagedhe mubati akasara akangoti kwereva.

Muchacha muriwo unobikwa kubva pamashizha echirimwa chinotanda, chakada kufanana nomukaka.

2

3

Zvakafanana

bara · mugake

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muchadya

Muchadya ishiri huru ine makumbo marefu nemutsipa mutete, inowanzofamba mumapani.

Verenga

Swipe for the next word