Duramazwi · zita
bara
bullet · bulletproof · shot
Duramazwi · zita
bullet · bulletproof · shot
Kuita vana. Kuzvara.
Bara chisimbi chakaurungana chinobuda mukasha yepfuti, chichindobaya wacho anenge achipfurwa.
Kuita vana. Kuzvara.
Musoja akafara bara parakati nduri-i muvengi.
Kurova bara kumhanya chaizvo uchibva pawanga uri, kazhinji uchitiza chimwe chinhu.
Bara chisimbi chakaurungana chinobuda mukasha yepfuti, chichindobaya wacho anenge achipfurwa.
Kana muti uchinzi wabara vana unenge waita maruva kana michero.
Kubara mhaka kutanga kana kudenha mhosva kana matambudziko. Udzvanyiriri hwemabhunu ndihwo hwakabara hondo yeChimurenga.
Bara chisimbi chakaurungana chinobuda mukasha yepfuti, chichindobaya wacho anenge achipfurwa.
Kurova bara kumhanya chaizvo uchibva pawanga uri, kazhinji uchitiza chimwe chinhu.
Bara chisimbi chakaurungana chinobuda mukasha yepfuti, chichindobaya wacho anenge achipfurwa.
Gidi rudzi rwepfuti inoiswa bara rimwe chete panguva imwe.
Bara munhu anomhanya zvikuru.
Kana munhukadzi achinzi ibara anenge akanaka zvikuru.
Duramazwi
01 / 03barabada
Kuti barabada kusimuka kana kumuka kwemunhu kana mhuka yanga yakarara ichiita sekuvhunduka.
VerengaSwipe for the next word