KwaunobvaDuramazwiMmbumburu

Duramazwi · zita

mbumburu

baranyerembumburu rumbumburu-

Zvinoreva

Mbumburu kasimbi kakaurungana, kanobuda mupfuti kana yaridzwa, kanova ndiko kanouraya kana kukuvadza kana kabaya munhu.

1

Mugigwa ipfuti yakare yairidzwa nounga uye ichipakirwa mbumburu imwe imwe panguva.

Unga upfu hunogadzirwa nesimbi, hunopa mbumburu yepfuti simba rekutsva kana pfuti yaridzwa.

Mbumburu kasimbi kakaurungana, kanobuda mupfuti kana yaridzwa, kanova ndiko kanouraya kana kukuvadza kana kabaya munhu.

2

Zvakafanana

bara · nyere

Zvine chekuita

mbumburu ru · mbumburu-

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word