Duramazwi02 / 03mbumburuMbumburu kasimbi kakaurungana, kanobuda mupfuti kana yaridzwa, kanova ndiko kanouraya kana kukuvadza kana kabaya munhu.Verenga→