KwaunobvaDuramazwiMmbudzana

Duramazwi · zita

mbudzana

kid

Zvinoreva

Mbudzana mwana wembudzi.

1

Mbudzana mwana wembudzi.

Ndau inzvimbo iri pakati pezvinhu zviviri. Musasiya _ndau yakakura pakati pematanda echirugu, nokuti zvimbudzana zvinozobuda naipapo_.

Zvakafanana

nyenye

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word