Duramazwi01 / 03mbuduMbudu ndepakasonwa pahembe, pakashama kuti pagochengeterwa mari kana zvimwe zvinhu.Verenga→
Duramazwi02 / 03mbudyoMbudyo kamwena kadiki kembeva kadzinoshandisa pakubuda kana dzavhunduswa kudivi rine mwena mukuru.Verenga→