Duramazwi · chiito
bereka
bear · reproduce · bear; carry on one's back
Duramazwi · chiito
bear · reproduce · bear; carry on one's back
Kana munhu achibereka anenge achikwanisa kuita mwana.
Kana munhu achibereka anenge achikwanisa kuita mwana.
Achipedza anobereka bhegi rake remabook achibva abuda akuenda kumain house.
Kunyangwe zvakadaro, nzombe iyi yakatenge iri kamhuruwo pakutanga uye ichitorerwawo kana kutariswa nemhou yakaibereka kana varidzi vayo.
Kubereka kutakura mwana kumusana.
Vadzimai, chiberekai mwana tiende kubhazi.
Kana munhu achinzi pane twaakabereka anenge aine zvimwe zvinhu zvinokuvadza, kufanana nemishonga inenge ichikwanisa kuvhiringa vamwe.
-zvara · bara · -bhebhura
Duramazwi
01 / 03bereko
Bereko mutambo unoitirwa musikana nevabereki vake paanenge ava kuroorwa kufarira kuzondozvara vana kwaanenge ava kuzoita.
VerengaSwipe for the next word