KwaunobvaDuramazwiBbereko

Duramazwi · zita

bereko

Zvinoreva

Bereko mutambo unoitirwa musikana nevabereki vake paanenge ava kuroorwa kufarira kuzondozvara vana kwaanenge ava kuzoita.

1

Mwana asingachemi anofira mumbereko.

Kuguta ndizvo zvibereko zvokushanda ngesimba.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

berepere

Kana hembe ichinzi yakaita berepere inenge iine ruvara rwakasvibira.

Verenga

Swipe for the next word