KwaunobvaDuramazwiBbatsirwa

Duramazwi

batsirwa

-pona-zvara-sununguka

Zvinoreva

Kana uchibatsirwa kuita zvimwe zvinhu unenge uchipuwa ruyamuro kuti zvimwe zvinhu zvawanga uchifanira kuita iwewe wega zvikurerukire.

1

Kana uchibatsirwa kuita zvimwe zvinhu unenge uchipuwa ruyamuro kuti zvimwe zvinhu zvawanga uchifanira kuita iwewe wega zvikurerukire.

Tete vatadiwa vakadzoreredzwa vakabatsirwa kunzwisisa zvainge zvakaitika Kuna Tadiwa.

Vakabva vananga kureceiption straight ndokuzobatsirwa kuti vawane Vamhofu.

Ivo naMamoyo vakange vave neushamwari hwakasimbisisa vaidyidzana, kuenda vose kuchurch kunyangwe kubatsirwa pamitsanyo chaiyo.

2

Kana vanhu vachiti mukadzi akabatsirwa vanenge vachireva kuti mukadzi iyeye akazvara mwana.

Zvakafanana

-pona · -zvara · -sununguka

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word