KwaunobvaDuramazwiBbatsirikana

Duramazwi

batsirikana

Zvinoreva

Kana munhu achibatsirikana anenge achiwana zvinhu zvine chimuko kubva pane zvimwe zvinenge zvichiitika.

1

Kana munhu achibatsirikana anenge achiwana zvinhu zvine chimuko kubva pane zvimwe zvinenge zvichiitika.

Gore roga roga tinobatsirikana nekusakurirwa kwatinoitwa nevana vepachikoro apa.

Pfupiso yechitsauko Tinovimba wabatsirikana zvikuru nechitsauko chino.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word