Duramazwi · zita
1
Uchaona kuti vazhinji vanowirwa nedambudziko vanomhanya mhanya vachitsvaka rubatsiro kune vamwe.
Vanhu vanokumbidzana zvokushandisa kana rumwe rubatsiro rwakasiyana-siyana rungangodiwa mukurarama.
Kana vanhu vachitaura pafesibhuku vanoda kuti vange vaine mabhanduru edhata ayo anovaita kuti vagone kuwana rubatsiro rwavanoda.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03batsirwa
Kana uchibatsirwa kuita zvimwe zvinhu unenge uchipuwa ruyamuro kuti zvimwe zvinhu zvawanga uchifanira kuita iwewe wega zvikurerukire.
VerengaSwipe for the next word