KwaunobvaDuramazwiBbatsiridza

Duramazwi

batsiridza

-betseredza
1

Urwu rukanda rutete runokamura dumbu nechipfuva nechomukati, runobatsiridza pakufema.

Hwaro zvinhu zvinotanga kuitwa, zvinozobatsiridza pakubudirira kwezvimwe zvichatevera.

Chati ibepa rine mifananidzo inobatsiridza kuti zvinotaurwa nezvazvo zvinyatsonzwisisika.

Zvine chekuita

-betseredza

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

batsirikana

Kana munhu achibatsirikana anenge achiwana zvinhu zvine chimuko kubva pane zvimwe zvinenge zvichiitika.

Verenga

Swipe for the next word