Duramazwi · chiito
batsira
collaborate · handy · help · help; assist
Duramazwi · chiito
collaborate · handy · help · help; assist
Kana ukabatsira munhu unenge wamupa ruyamuro pane zvanga zvichimunetsa kana kuti pane zvanga zvakamuomera kuti aite oga.
Kana ukabatsira munhu unenge wamupa ruyamuro pane zvanga zvichimunetsa kana kuti pane zvanga zvakamuomera kuti aite oga.
Kana munhu achinzi anovimbika anenge ari munhu anowanzo-batsira vamwe vari mumatambudziko.
Akachema Natasha but akamubatsira ndiye akashaika.Pavakazomurega aive anzwa chaiko.
Kana chimwe chinhu chichinzi chinobatsira chinenge chichipa pundutso paupenyu hwemunhu.
Zvokumbopota ndichishanda kumapurazi zvinom-ndibatsira kubhadhara mari dzechikoro.
-gurupidza · -asha · batidza
Duramazwi
01 / 03batsiridza
VerengaSwipe for the next word