Duramazwi
betsera
contribute · beneficial
Duramazwi
contribute · beneficial
Kupa rubatsiro kune mumwe munhu (to help/assist).
Kupa rubatsiro kune mumwe munhu (to help/assist).
Hazvifaniri kukutemesa musoro nokuti mashandisirwo ayo anofanira kukubetsera kududzira zvainoreva.
Izvi zvichakubetsera kuti ukwanise kupindura bvunzo yako yokutanga sezvo bvunzo iyi yakazendamira kuzvikamu zvose zvawakaita padanho rino.
Chipfuwo chakaita semombe chinobetsera mabasa pamusha.
Duramazwi
01 / 03betseredza
Kana u-kabetseredza munhu anenge ari padambudziko guru unenge wamupa ruyamuro rushoma asi rwakakosha pakupedza dambudziko iri.
VerengaSwipe for the next word