Duramazwi · zita
Zvinoreva
Beu munda wakasakurwa ukasiyirwa panzira usina kupera.
1

Beu musoro wakagerwa ukasiyiwa rimwe divi risina kunyatsopera.

2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03beura
Kubeura kuvhura gonhi kana chimwewo chinhu chinenge chakakuvharidzira kuti usapinda paunoda kuenda.
VerengaSwipe for the next word