Duramazwi
beura
-zarura
Duramazwi
Kubeura kuvhura gonhi kana chimwewo chinhu chinenge chakakuvharidzira kuti usapinda paunoda kuenda.

01 / 03beya
Beya kugara kokuzarura makumbo usina hanya kana kuti usingazivi kuti wava kuonekwa pakati pemakumbo kunzvimbo dzakavandika.
VerengaSwipe for the next word