Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bha mutinhiro unobuda panorovera gonhi.
Kuti bha kurira kunoita chinhu charohwa zvakasimba.
1

Ndaona pachivanze kuti bha-a magetsi emota, ndinofunga kuti sekuru vadzoka.
Kubhamadza kurova munhu nembama kumusana zvakasimba zvinonzikwa kuti bha.
Kuti bha bha bha kurira kunoita mapapiro eshiri kana ichibhururuka.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bha bha bha
Kuti bha bha bha kurira kunoita mapapiro eshiri kana ichibhururuka.
VerengaSwipe for the next word