Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bha-a kujeka nekuda kwechiedza.
1
Kuti bha-a kujeka nekuda kwechiedza.
Ndaona pachivanze kuti bha-a magetsi emota, ndinofunga kuti sekuru vadzoka.
Kuti bhaa kujeka mumusoro kwezvinhu zvanga zvichikunetsa.
2
Kuti bha-a kubuda kunoita zuva munguva dzemangwanani.
3
Kuti bhaa kujeka mumusoro kwezvinhu zvanga zvichikunetsa.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhabhadza
Kubhabhadza kurova-rova munhu kana chinhu zvinyoronyoro.
VerengaSwipe for the next word