Duramazwi · zita
ngwe
plied
Duramazwi · zita
plied
Izwi rinotevedzera kupenya kwechiedza.
Izwi rinotevedzera kupenya kwechiedza.
Chinono chine'ngwe, bere rakadya richifamba.
Kana upfu kana kuti hembe yakati ngwe-e inenge yakachena, ruvara rwayo rwakanyatsobuda.
Mwana wengwe mwana wengwe kuona chikara haatizi.
Duramazwi
01 / 03ngwe-e
Kana upfu kana kuti hembe yakati ngwe-e inenge yakachena, ruvara rwayo rwakanyatsobuda.
VerengaSwipe for the next word