Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kutambudzika kwakanyanya.
1
Kutambudzika kwakanyanya.
Kana munhu akanzi ane ngwavaira anenge achitambura, asina chokudya kana pokugara.
Ngwavaira idambudziko guru rinenge rawira munhu.
2
Ngwavaira idambudziko guru rinenge rawira munhu.
3
Kana munhu akanzi ane ngwavaira anenge achitambura, asina chokudya kana pokugara.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngwazi
Ngwazi munhu akachenjera, anoziva zvinhu zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word