Duramazwi · zita
nhamo
alas · wo · woe · tragedy · unfortunate
Duramazwi · zita
alas · wo · woe · tragedy · unfortunate
Kushupika kana dambudziko.
Kushupika kana dambudziko.
Nhamo idambudziko rinowira munhu pane imwe nguva.
Ndakasvikovashaya kwaMutare kwacho ndikaona nhamo chaiyo musi iwoyo.
Nhamo kugara upenyu hwokushupika nokuda kokushaya kana urombo.
Handingariri nhamo bedzi pamba pano apa. Kana muchato wacho ngaupere!
Kana vanhu vachinzi vawirwa nenhamo vanenge vapinda dambudziko rokufirwa nehama.
Vanamai havapo. Vakaenda kumusha kunhamo.
Duramazwi
01 / 03nhamu
Kuti nhamu kunhonga chinhu nekukasira.
VerengaSwipe for the next word