Tsumo · Upfumi
Kugarika tange nhamo.
Zvinorehwa
Vanhu vazhinji vanosangana nenhamo vasati vasvika pakubudirira; hapana kubudirira kusina kutanga nokutambura.
What it means
Most people face hardship before they find stability; prosperity rarely comes without first struggling.
Word for word
To become settled and prosperous, first go through hardship.