KwaunobvaDuramazwiCchitsvuku

Duramazwi · zita

chitsvuku

Zvinoreva

Chitsvuku izwi rinotaurwa kutsanangudza nhamo ingaonekwa nomunhu. Akaona chitsvuku awanikidzwa aine chikomba mumba.

1

Chitsvuku izwi rinotaurwa kutsanangudza nhamo ingaonekwa nomunhu. Akaona chitsvuku awanikidzwa aine chikomba mumba.

Tadiwa akangoti mwari mabvanepi kwave kutanga kurongedza tudhende twake ko Basa raainge akapihwa naMaitakue raive rakamuonesa chitsvuku.

Kuona chitsvuku kutambudzwa nechimwe chinhu chaunenge wasangana nacho muupenyu.

Ruvara imhando yekutaridzika kwechinhu, sekuti chitema kana kuti chitsvuku.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word