KwaunobvaDuramazwiCchitsvambe

Duramazwi · zita

chitsvambe

chisveruchitsvarirechitsveruchamutsvare-mutsvare

Zvinoreva

Chitsvambe kutamba kokuti, kana vanhu voonekana mumwe anotsvara mumwe, zvokuti kana akasadzorera anoenda nechibodzwa.

1

Kana munhu achinzi akupa chitsvambe anenge akuitira chinhu chakanaka, zvokuti zvinenge zvasarira kwauri kuti umuitirewo zvimwe chetezvo.

2

Chitsvambe mutambo unoitirwa mumvura wokuti vanhu vanenge vachishambira vachidzingirirana, vachiti anenge agunzviwa ndiye anenge ava nechijana chokudzingirira vamwe.

3

Kana munhu achinzi akupa chitsvambe anenge akuitira chinhu chakanaka, zvokuti zvinenge zvasarira kwauri kuti umuitirewo zvimwe chetezvo.

Zvakafanana

chisveru · chitsvarire · chitsveru · chamutsvare-mutsvare

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitsvuku

Chitsvuku izwi rinotaurwa kutsanangudza nhamo ingaonekwa nomunhu. Akaona chitsvuku awanikidzwa aine chikomba mumba.

Verenga

Swipe for the next word