Duramazwi02 / 03chitsvambeChitsvambe kutamba kokuti, kana vanhu voonekana mumwe anotsvara mumwe, zvokuti kana akasadzorera anoenda nechibodzwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03chitsvukuChitsvuku izwi rinotaurwa kutsanangudza nhamo ingaonekwa nomunhu. Akaona chitsvuku awanikidzwa aine chikomba mumba.Verenga→