Duramazwi · zita
chitsotsi
forgery
Duramazwi · zita
forgery
Kana munhu achinzi ane chitsotsi anenge achinyepera vanhu nekuvaitira zvisina kururama. Chitsotsi chake chekutorera vanhu mari dzavo ndicho chinoita kuti arohwe zuva nezuva.
Kana munhu achinzi ane chitsotsi anenge achinyepera vanhu nekuvaitira zvisina kururama. Chitsotsi chake chekutorera vanhu mari dzavo ndicho chinoita kuti arohwe zuva nezuva.
Kutamba munhu kumuitira zvinhu zvine chitsotsi mukati iye asingambozvifungiri.
Udube kuita kwemunhu anenge aine chitsotsi chisinganyatsi kuzikanwa navanhu vakawada.
Gumaguma munhu anowana mari kana upfumi nenzira dzine chitsotsi uye unyengedzi mukati.
Duramazwi
01 / 03chitsunwa
Kuzvidzivirira mumatambudziko.
VerengaSwipe for the next word