Duramazwi
Zvinoreva
Aya maitiro outsotsi.
1
Aya maitiro outsotsi.
Musarinya maitiro ane undururani kana kudherera mukati.
Nyasire munhu anofarira kuita zvisingafadzi vamwe, zveundururani. Tsime rakaitirwa tsvina nenyasire.
Munhu anonzi isvinu ndeuya asinganyari, anoita zvoundururani zvinokanganisa vamwe mumagariro avo, iye asina hanya nazvo.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03undyari
Undyari kuita zvinhu zvakaipa uchibudirira, mushure mekunyepera vamwe.
VerengaSwipe for the next word