KwaunobvaDuramazwiUundundu

Duramazwi

undundu

Zvinoreva

Kana munhu akati undundu anenge achiratidza kushaya mufaro nokuda kwekurwara, kupindwa nechando kana zvimwe zvinenge zvavhiringa.

1

Regai ndimbonoona." Akapukuta ropa rakanga riri muhuro make napadundundu.

Mumwe unochemera mudundundu Mumwe unoita chikwee pachena achiti ndamubaya.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

undura

Kuundura kubvisa makushe pahuku kana shiri.

Verenga

Swipe for the next word