Duramazwi
undundika
miserable
Duramazwi
miserable
Kuundundika kupusa-pusa kunoita munhu ari kurwara kana akatsamwa.
Kuundundika kupusa-pusa kunoita munhu ari kurwara kana akatsamwa.
Kuundundika kugara kana kumira uchitonhorwa, kana kuti usina mufaro.
Kutsurundundika kuwa, wobva woita zvokukunguruka, uchibva kwakakwirira uchie-nda kwakadzikira.
Kuundundika kupusa-pusa kunoita munhu ari kurwara kana akatsamwa.
Kuundundika kugara kana kumira uchitonhorwa, kana kuti usina mufaro.
Duramazwi
01 / 03undundu
Kana munhu akati undundu anenge achiratidza kushaya mufaro nokuda kwekurwara, kupindwa nechando kana zvimwe zvinenge zvavhiringa.
VerengaSwipe for the next word