Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ubhinya maitiro okubata mumwe munhu womumanikidza kuti arare newe.
1

Ubhinya itsika yekuponda kana kukuvadza vamwe.
Kubhinya kumanikidza mukadzi kuti arare newe iye asingadi.
2
Ubhinya itsika yekuponda kana kukuvadza vamwe.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ubhuru
Ubhuru maitiro e n'ombe hono isina kuchekwa, painenge ichikarira zvokutevera hadzi.
VerengaSwipe for the next word