KwaunobvaDuramazwiUubhuru

Duramazwi · zita

ubhuru

ungunziuhando

Zvinoreva

Ubhuru maitiro e n'ombe hono isina kuchekwa, painenge ichikarira zvokutevera hadzi.

1

Ubhuru maitiro e n'ombe hono isina kuchekwa, painenge ichikarira zvokutevera hadzi.

Ubhuru maitiro e n'ombe hono isina kuchekwa, painenge ichikarira zvokutevera hadzi.

Ubhuru kuzvikudza kunowanzoitwa ne n'ombe hono, kazhinji pasina inoikurira pakurwa.

Mubhuru muti unowanzomera mumakomo kana pazvuru, unobereka michero inofarirwa neshoko.

2

Ubhuru kuzvikudza kunowanzoitwa ne n'ombe hono, kazhinji pasina inoikurira pakurwa.

3

Kana munhurume achinzi anoita zveubhuru anenge achingoitisa vanhukadzi vakawanda pamuviri asina basa nokuroora kana kuchengeta vana vacho.

Zvakafanana

ungunzi · uhando

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ubhurutu

Ubhurutu kuva munhu akapusa anenge akavhiringidzika musoro.

Verenga

Swipe for the next word