Duramazwi
Zvinoreva
Kuubvunyuka kubva kana kudambuka zvinyoronyoro, kwechinhu chaora kana chaibvisa chichibva pane chimwe.
1

Kana munhu akatubvunyuka anenge akaruka abuda paanga akavharidzirwa achiva pachena.
Kana panga pakasungwa pakatsubvunyuka panenge pasununguka pega.
Kuubvunyuka kubva kana kudambuka zvinyoronyoro, kwechinhu chaora kana chaibvisa chichibva pane chimwe.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ubvurubvuru
Izvi zvimabandi kana zvimafufu zvinosarira panochekwa nyama, chingwa nezvimwewo.
VerengaSwipe for the next word