KwaunobvaDuramazwiUubvururu

Duramazwi · zita

ubvururu

Zvinoreva

Ubvururu kumwararika kwezvinhu mumba, kana pane imwewo nzvimbo. Sei chingwa changova ubvururu patafura kudai?

1

Kana munhu achiti azara dengu nemubvururu anenge anyatsoguta.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uchabuya

Uchabuya kuva munhukadzi akura anenge asina murume.

Verenga

Swipe for the next word