Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uhwu uwandu hwemidziyo. Paruvanze pane ngwandangwanda rezvigaro zva-
Kuti ngwandangwanda kuzara kwemidziyo kana zvifambiso pese pese. Ndakawana macheya netafura zvakati ngwandangwanda mumba, mushure mokunge varidzi veimba vapedza kurwa.

Iri izita roungwandangwanda hwenyeredzi zhinji dzinoonekwa dzakarongana, dzakachena, dzichiita sedzinoerera kuenda divi rimwe.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngwandaridza
Kungwandaridza kukanda chinhu zvine simba.
VerengaSwipe for the next word