Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ngwangwa isanhu rine kumuromo kwakafara.
1
Ngwangwa isanhu rine kumuromo kwakafara.
Ngwangwa isanhu rine kumuromo kwakafara.
Kana munhu kana mhuka zvakati nzeve kwangwangwa zvinenge zvakanyatso-dzivhura.
Kana chivharo chegaba chakati ngwangwangwa chinenge chakasimukira, chisina kuvhara zvakasimba.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngwangwandidza
Kungwangwandidza nzeve kudzisumudza sezvinoita dhongi kana ravhundutswa, kana kuti sezvinoita imbwa painenge ichida kupihwa chokudya.
VerengaSwipe for the next word