Duramazwi02 / 03ngwangwandidzaKungwangwandidza nzeve kudzisumudza sezvinoita dhongi kana ravhundutswa, kana kuti sezvinoita imbwa painenge ichida kupihwa chokudya.Verenga→
Duramazwi03 / 03ngwangwangwaKana chivharo chegaba chakati ngwangwangwa chinenge chakasimukira, chisina kuvhara zvakasimba.Verenga→