KwaunobvaDuramazwiNngwangwangwa

Zvinoreva

Kana chivharo chegaba chakati ngwangwangwa chinenge chakasimukira, chisina kuvhara zvakasimba.

1

Kuti ngwangwangwa kusimudza nzeve kwemhuka yakakura senzou.

Kuti ngwangwangwa kuteya nzeve kuti unzwe zviri kutaurwa.

2

3

Zvakafanana

chanjama

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngwanja

Kana mudziyo wakati ngwanja unenge waraswa nokuda kokuti wakasakara.

Verenga

Swipe for the next word