KwaunobvaDuramazwiNngwanja

Duramazwi

ngwanja

Zvinoreva

Kana mudziyo wakati ngwanja unenge waraswa nokuda kokuti wakasakara.

1

Kuti ngwanja ngwanja ruzha runoitwa nesimbi dzichidonha imwe imwe dzichiteverana.

Kana mudziyo wakati ngwanja unenge waraswa nokuda kokuti wakasakara.

Kuti ngwanja kudonha pasi kunoita munhu kana mhuka, nokuda kokuneta kana kupera simba mumakumbo.

2

Kuti ngwanja kudonha kwesvinga rehuni.

3

Kuti ngwanja kudonha pasi kunoita munhu kana mhuka, nokuda kokuneta kana kupera simba mumakumbo.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngwanja ngwanja

matanda. ungwandangwanda 14.

Verenga

Swipe for the next word