Duramazwi · zita
ubvurubvuru
ubvurunyunyu
Duramazwi · zita
Izvi zvimabandi kana zvimafufu zvinosarira panochekwa nyama, chingwa nezvimwewo.
Izvi zvimabandi kana zvimafufu zvinosarira panochekwa nyama, chingwa nezvimwewo.
Mafifi ubvurubvuru hunosara panenge patsengwa ipwa kana nzimbe.
ubvurunyunyu
Duramazwi
01 / 03ubvururu
Ubvururu kumwararika kwezvinhu mumba, kana pane imwewo nzvimbo. Sei chingwa changova ubvururu patafura kudai?
VerengaSwipe for the next word