Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhedu zvidimbu zvinobuda kana ukatsemura kana kugura chinhu kuita zvidiki zvidiki.
1

Kubhagamura hari kuipunzira pasi zvokubva yatsemuka zvokuita zvimhedu zvinoti mwarara.
Rubanzu kamhedu katete kanenge kakwaturwa kubva pachinhu chihombe.
2

Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhedura
Kumhedura kuvhuna nokumedura chinhu kubva pane chimwe chihombe.
VerengaSwipe for the next word